This is the Official Audio Visual for My new song NDIWE WEGA ! Enjoy and Don’t forget to subscribe!
NDIWE WEGA LYRICS :
Zuva Parinobuda nepaya parinodoka
Ndoda Uzive Ndiwe Wega
Mvura painoyeredza,nepaya paino nonoka
Ndoda uzive Ndiwe Wega
Usavaterere vanondivenga
Vanorwadziwa havazive ndiwe wega
Oh oh oh
Saka batirira nerudo rwako pandiri
Wakakosha kwandiri Yea yeah
Baby it’s you
It’s you that I will die for
Baby it’s you
it’s you that I will cry for
Baby it’s you
It’s you that I belong to
Baby it’s you Wo - wo wo
Zuva Parinobuda nepaya parinodoka
Ndoda Uzive Ndiwe Wega
Mvura painoyeredza,nepaya paino nonoka
Ndoda uzive Ndiwe Wega
Nyangwe zvikaenda nepiko
Nyangwe zvikaita seiko
Baby Ndiwe , baby Ndiwe
Nyangwe zvikaenda nepiko
Nyangwe zvikafamba seiko
Baby Ndiwe
Baby it’s you
It’s you that I will die for
Baby it’s you
it’s you that I will cry for
Baby it’s you
It’s you that I belong to
Baby it’s you Wo - wo wo
Zuva Parinobuda nepaya parinodoka
Ndoda Uzive Ndiwe Wega
Mvura painoyeredza,nepaya paino nonoka
Ndoda uzive Ndiwe Wega
Baby girl , usazvinetsa usazvi-stressa
Hakuna mumwe angatora nzvimbo yako
You are the queen in this place
U got the keys to my heart
U are the queen in my heart
BTC